Skip to main
G9_-_Munhu wenyama  artwork

G9_-_Munhu wenyama Explicit contentE

g9

· 3:33 · 3 plays · v3-preview

About

Waveplug_zw

Lyrics

Hook

Heya heeeeeeeeeeeeeyaaaaaaas

Aaaah

Aaah

Aah

Ah

Hey

Yaaah

Pre-Chorus

Munhu wenyama anonetsa

Aiwa munhu anonetsa

Maikumbira Kuna mwari

Muchiti vhurai ghonhi

Now zvaita mave kudya makavhara ghonhi

Kuti isu tisaoni

Baba vakuita chihure varipa lodge yepa mugoni

Baba Goddy vapanduka amuchavagoni

Munhu wenyama anonetsa ahunga mugoni

Chorus

Munhu wenyama

Haaiwa munhu wenyama

Anonetsa munhu wenyama

Haunga chinji munhu wenyama

Munhu wenyama

Haaiwa munhu wenyama

Post-Chorus

Mbavha munhu wenyama

Mufundisi munhu wenyama

Hure munhu wenyama

Muroyi munhu wenyama

Gevha munhu wenyama

Baba Goddy munhu wenyama

Landlord munhu wenyama

Verse

Usatambe newe nyama

Chero ari wehukama

Usatambe naye

Ndati dzikama

Anokushungurudza

Anokusiya nemisodzi pamatama

Never trust a person

Anokuitira zvinorwadza kubaya kunge jekiseni

Wenyama anotoda patience

Munhu wenyama anokunyudza

Usamutembe anokunyudza

Zvoda kungwara azvidi kupusa

Terera zvandukukuudza

Zvibatisise azvidi kuzvikudza

Bridge

Usamutembe munhu wenyama

Haiwa munhu wenyama

Chorus

Munhu wenyama

Haaiwa munhu wenyama

Anonetsa munhu wenyama

Haunga chinji munhu wenyama

Munhu wenyama

Haaiwa munhu wenyama

Post-Chorus

Tezvara munhu wenyama

Ambuya munhu wenyama

Amwene munhu wenyama

Tete munhu wenyama

Mukwasha munhu wenyama

Murora munhu wenyama

Vese vanhu venyama

Drop

Wenyama

Wenyama

Wenyama

Chorus

Munhu wenyama

Haaiwa munhu wenyama

Anonetsa munhu wenyama

Haunga chinji munhu wenyama

Munhu wenyama

Haaiwa munhu wenyama

Comments

No comments yet.