Skip to main
G9_-_ Zviriko  artwork

G9_-_ Zviriko Mature contentM

g9

· 3:21 · 1 play · v3-preview

About

G9 _-_Zviriko

Lyrics

Intro

YEAH G9 mmmmmm G9

Gee G9

Hook

Hupenyu hwakatosiyana tinosangana nezvakasiyana mukoma joze vane mababy akasiyana mai nababa vakarambana vakasiyana sisi Brenda vakabvisa nhumbu

Mukwasha wacho akaroora murungu

Chorus

Ndozvakatoitika zvakavharana zviriko

Apachisina zvekuita zvakaendwa zviriko

Tangosara nekuchema nemarwadzo asi takadzidza kuti zviriko

Ndikaudza mufundisi vanongoti nyarara mwanangu zviriko

Denga rinokunyaradza mwanangu zviriko

Verse 1

Babe rakayenda nema blesser

Hanzi chisara wega anty ahudi kugeza

Hanzvadzi yapedzwa nema gangsters

Muviri kuita kunge unema injectors

Zvarema makuita hupombwe nema doctors muripa softaz

Mdhara vakuhurira kujoza

Nguva yareba takavamirira tichiti vachadzoka

Gore rinopera baba havafoni

Hanzi musatye vanangu ndukungwavha zvoita chete hazvikoni

Mbuya kumusha BP neSugar zvakakwira

Shuwa kuyenda mhiri uchitiza mhuri

Wakaramba mukadzi wataiti ndiye muyamuri

Tinongochema kunamwari tichiti mitoro yedu tinoipa kwamuri

Post-Chorus

Zviriko yeah

Zviriko

Apachisina zvekuita zvakaendwa takangozviudza kuti zviriko

Chorus

Ndozvakatoitika zvakavharana zviriko

Apachisina zvekuita zvakaendwa zviriko

Tangosara nekuchema nemarwadzo asi takadzidza kuti zviriko

Ndikaudza mufundisi vanongoti nyarara mwanangu zviriko

Denga rinokunyaradza mwanangu zviriko

Verse 2

Mai avachabve kubhawa

Zvinondirwadza pandinozvifunga every hour

Ndikavaona ndinopera power

Dai vakaroorwa navabhanda zvaive nani

Ndikazvifunga ndotomboti pamwe mafunny

Mai vakugara vakadhakwa kunge rombe

Better havo baba avana kupedzisa kubvisa mombe

Vaizoridii rombe rine mombe

Hapana ari nani vese marombe

Ndaiti pamwe pane achadzoka kumba osimudza mukombe

Vana takuita kunge nherera ivo baba namai varipo

Takutogeza tisina kana sipo

Vabereki vangu pachihure vane chipo ndaizoita sei imi tenzi musipo

Ndinoshuwira kuti dai vana vaipihwa muripo

Chorus

Ndozvakatoitika zvakavharana zviriko

Apachisina zvekuita zvakaendwa zviriko

Tangosara nekuchema nemarwadzo asi takadzidza kuti zviriko

Ndikaudza mufundisi vanongoti nyarara mwanangu zviriko

Denga rinokunyaradza mwanangu zviriko

Outro

Gee G9

Zviriko

Takatozviona zviriko

Comments

No comments yet.