About
G9 _-_ Motor
Lyrics
Intro
Helelele hela helelele
Helela hela
Helelele hela helelele
Helela hela
Hook
Hey wena G9
Helela
G9
Chorus
Madam vhurai ghedhi
Vhurai ghedhi
Madam vhurai ghedhi
Vhurai ghedhi
Motor yangu yamira
Motor yangu yamira
Madam vhurai ghedhi
Motor yangu yamira
Motor yangu yamira
Vhurai ghedhi
Madam vhurai ghedhi
Verse 1
Vhurai motor yipinde
Kupinda mugarage
Ndoda kupinza motor
Motor mugarage
Honai yamira yakuda
Yakuda kutopinda
Kupinda mugarage
Chorus
Madam vhurai ghedhi
Vhurai ghedhi
Madam vhurai ghedhi
Vhurai ghedhi
Motor yangu yamira
Motor yangu yamira
Madam vhurai ghedhi
Motor yangu yamira
Motor yangu yamira
Vhurai ghedhi
Madam vhurai ghedhi
Verse 2
Madam bvisai Zambia
Mutore maplastic
Muplastic mupfekedze
Palock muvhure
Ndipinze motor mugarage
Ndine nzara nekuneta
Madam vhurai ndipinze
Motor mugarage
Nguva yareba yakangomira
Pamukova
Chivhurai kani yipinde
Kupinda mugarage
Drop
Motor yamira
Motor yamira
Madam vhurai ghedhi
Vhurai ghedhi
Madam vhurai ghedhi
Vhurai ghedhi
Motor yangu yamira
Motor yangu yamira
Chorus
Yakuda kupinda
Kupinda mugarage
Vhurai yipinde
Yipinde mugarage
Honai yamira yakuda
Kutopinda
Kupinda mugarage
Motor yamira
Yamira
Motor yamira
Yamira
Yirikuda zvese
Yirikuda yese
Dai matoisa yese
Post-Chorus
Helelele hela helelele
Helela hela
Helelele hela helelele
Helela hela
G9
G9
G9
Helela


Comments
No comments yet.