About
G9_-_Paper_2_[Natasha]_[Waveplug_zw]
Lyrics
Chorus
Pekutanga zvakaramba
Kepiri ndakati regai ndiyedze
Titambe masports acho tipedze
Asi baby akazondipedza (akazondipedza)
Andina kuziva kuti aive akaronga kundirova paper 2
Aaaah noo baby akapwanya moyo wangu ketatu
Ndaive ndatoona takugara tese tiri 2
Aaaah aah baby akandirova paper 2
Varume ndakarohwa paper 2
Ndati paper 2
Aaah yeah aaah paper 2
Paper 2
Akandirova paper 2
Varume ndakarohwa paper 2 (ndakarohwa)
Verse 1
Baby akandirova paper 2
Ndaitoona takugara tiri 2
Andina kuziva kuti ndaive wetatu
Ndaifara pawaiti l love you too
Natasha wakapwanya moyo wangu ketatu
Aaaaah Natasha shuwa here Natasha
Mwari vakuwanire nyasha
Natasha une moyo wakashata
Verse 2
Moyo wakaupwanya ketatu
Ndaive ndakakunyora muhana se tattoo
Aaaaahh baby papeeeeer twooooo
Akaipa kudarika chero dambudziko
Andisiya ndakapererwa panze
Chorus
Pekutanga zvakaramba
Kepiri ndakati regai ndiyedze
Titambe masports acho tipedze
Asi baby akazondipedza (akazondipedza)
Andina kuziva kuti aive akaronga kundirova paper 2
Aaaah noo baby akapwanya moyo wangu ketatu
Ndaive ndatoona takugara tese tiri 2
Aaaah aah baby akandirova paper 2
Varume ndakarohwa paper 2
Ndati paper 2
Aaah yeah aaah paper 2
Paper 2
Akandirova paper 2
Varume ndakarohwa paper 2 (ndakarohwa)
Chorus
Pekutanga zvakaramba
Kepiri ndakati regai ndiyedze
Titambe masports acho tipedze
Asi baby akazondipedza (akazondipedza)
Andina kuziva kuti aive akaronga kundirova paper 2
Aaaah noo baby akapwanya moyo wangu ketatu
Ndaive ndatoona takugara tese tiri 2
Aaaah aah baby akandirova paper 2
Varume ndakarohwa paper 2
Ndati paper 2
Aaah yeah aaah paper 2
Paper 2
Akandirova paper 2
Varume ndakarohwa paper 2 (ndakarohwa)
![G9_-_Paper_2_[Natasha]_[Waveplug_zw] artwork](https://scdn.treblo.com/images/genoninsert_6b079859-0883-4bb8-9e96-29041df28700.webp?optimizer=image&width=768&quality=75)

Comments
No comments yet.