
People Are Talking
messenger07· 3:15 · 4 plays · v3-preview
- modern dancehall
- good artist
- 2020s
- zimbabwe
- african
- shona mbira
- afropop
- afrobeat
- anthemic
- bass
- male vocalist
Lyrics
people are talking
people attacking
just keep on Walking
walking walking
people are talking
people attacking
just keep on Walking
walking walking
varikufungira kuti ndirikupererwa
varikufungira kuti ndirikugumirwa
manje vatipe kuti handimbodumbirwa
ishe wangu wekudenga anovhenekera
pavanenge vachifunga zvandiremera
ndipo pandinouya ndakavakokera
pavanenge vachifunga ndazozvimbirwa
ndipo pandinoya ndakagadzirira
people are talking
people attacking
just keep on Walking
walking walking
people are talking
people attacking
just keep on Walking
walking walking
vapfana imi musada kutitsvedzera
kagara kahunhu kavo kutitedzera
Manje vakadaro tinovasvipira
Kagara kahunhu kavo kutitedzera
Kutidzera tinovapedzera
Ndinovabhejera ndikaswedera
Panofiwa ndati musada kutitedzera
Panofiwa ndati musada kutitedzera
people are talking
people attacking
just keep on Walking
walking walking
people are talking
people attacking
just keep on Walking
walking walking
Comments
No comments yet.