
Mandisimudzira baba
messenger07· 2:55 · 3 plays · v3-preview
About
Celebrate Jesus
Lyrics
Intro
Oh oh
Oh Mwari makanaka
Mm hmm
Chorus
Mandisimudzira baba
Mandirwira Mwari baba
Mandiponesawo baba
Mandirwira Mwari Baba
Mandisimudzira baba
Mandirwira Mwari baba
Mandiponesawo baba
Mandirwira Mwari Baba
Post-Chorus
Baba Mwari baba
Baba Mwari baba
Baba Mwari baba
Verse 1
Mwari makanaka
Mwari mandisimudza
Mandibata pakaipa
Mandisimudza Mwari wangu
Pre-Chorus
Mandirwira
Munogona
Mandisimudzira baba
Chorus
Mandisimudzira baba
Mandirwira Mwari baba
Mandiponesawo baba
Mandirwira Mwari Baba
Mandisimudzira baba
Mandirwira Mwari baba
Mandiponesawo baba
Mandirwira Mwari Baba
Verse 2
Ivai neni munochengeta
Garai neni munondirwira
Zvichirwadza munoponesa
Mandisimudzira baba zvachose
Pre-Chorus
Mandirwira
Munogona
Mandisimudzira baba
Bridge
Zvakaoma kunemi ndinotarisa
Zvanditsoma madhimoni anditevera
Ndinomira kune imi ndinoshedzera
Ishe tenzi nzira dzenyu ndinotevera
Mwari baba mumba menyu ndogara
Ndinotemba simba renyu imimi baba
Chorus
Mandisimudzira baba
Mandirwira Mwari baba
Mandiponesawo baba
Mandirwira Mwari Baba
Mandisimudzira baba
Mandirwira Mwari baba
Mandiponesawo baba
Mandirwira Mwari Baba
Post-Chorus
Mandisimudziraaaaaaaa baba
Mandisimudziraaaaaaaa baba
Baba Mwari baba
Baba Mwari baba
Comments
No comments yet.