Skip to main
Huya Ndikubhabhure artwork

Huya Ndikubhabhure

marlo2003

· 2:50 · 1 play · v3-preview

Lyrics

Verse 1

Ndapenyerwa newe

Faith Pirikisi

Mudiwa we moyo

Uri mbabvu yangu

Chorus

Usipo handirare

Zuva haribude

Nzizi hadzifambe

Hakungayedze

Verse 2

Uri mumoyo mangu

Mupfungwa dzangu

Vimba neni Shuwa

Hakuna Mumwe

Verse 3

Ndokupa rudo rwangu

Shuwa uri mbabvu yangu

Uri mumoyo mangu

Huya ndikubhabhure

Verse 4

Urimu Reformer manyama

Shuwa ndofa ndazama

Ndikutsvode pamatama

Huya ndikubhabhure

Comments

No comments yet.