
Huya Undipe Rudo
miakindness· 3:06 · 11 plays · v3-preview
- female vocalist
- acoustic guitar
- synthesizer
- afrobeat
- instrumental rock
About
Love ❤️
Lyrics
Intro
(Ummmm ohhhhh ohhhh)
(Ndikakutarisa mumwe wangu)
You're the only one inside my mind
Verse 1
Runako rwako mudiwa wangu
Rwandipengesa (Ooh oh oh)
Unondipa manyukunyuku
(La la la laah)
Ndapererwa ini wooo
Pre-Chorus
Uri ngirozi mumaziso angu
Kusvika mangwanani ndiri kuronga
Rudo rwedu chete
Chorus
Ndatadza kurara mumwe wangu
Ndinoda uve neni
(Ndinoda uve neni)
Ndazvipira uve wangu
Oh la la la laahh
Huya undipe rudo
Huya undipe rudo
Verse 2
Ndatadza kugara usipo ruva rangu
Uya undizembere mumwe wangu
Ukasekerera ndinonzwa kunyevenuka
Mumoyo mangu
(Ummm oh oh oh)
Pre-Chorus
Uri ngirozi mumaziso angu
Kusvika mangwanani ndiri kuronga
Rudo rwedu chete
Chorus
Ndatadza kurara mumwe wangu
Ndinoda uve neni
(Ndinoda uve neni)
Ndazvipira uve wangu
Oh la la la laahh
Huya undipe rudo
Huya undipe rudo
Bridge
Pose pandinenge ndiri
Ungori mupfungwa dzangu
Kwese kwandinoenda
Ndinoona chiso chako
Chorus
Ndatadza kurara mumwe wangu
Ndinoda uve neni
(Ndinoda uve neni)
Ndazvipira uve wangu
Oh la la la laahh
Huya undipe rudo
Huya undipe rudo
Final Chorus
I love you so much
(Umm oh oh)
Usazondisiya rudo wangu
Ndinokuda
Ndinokuda
Ndinokudaaaaaah
Comments
No comments yet.