About
G9_-_Zviroto
Lyrics
Chorus
Ndaiti pandichakura zvichanaka
Ndichararama hupenyu hwakanaka
Ndoita mhuri na Makanaka
Now ndakura pandiri pakashata
Ndukumboshinga nekunamata
Ndukutsvaga basa asi zviri kuramba
Hwaive hudiki
Zvaive zviroto
Ayehwa zvaive zviroto
Post-Chorus
Hupenyu haufambe sekuronga
Haufambe sekurongaaaaaa
Hupenyu haufambe sekuronga
Haufambe sekurongaaaaaaaa
Hupenyu haufambe sekuronga
Verse 1
Ndaiti ndichaita mari
Ndoita mhuri na Makanaka
Now ndakura ndakazorora Dorcas
Makanaka akazororwa na mukoma Marcus
Hupenyu hwaka turner maTable
Semwana wamufundisi ndakuswera ndakadhakwa ne label
Rugare rwakadzura cable
Ndaiti ndichararama hupenyu huri stable
Now ndakura pandiri pakatoshata
Ndukumboshinga ndukukunamata
Zviri kurema Satan wacho ari pabasa
Ndakumukira kutamba chindege kutamba makasa
Chorus
Ndaiti pandichakura zvichanaka
Ndichararama hupenyu hwakanaka
Ndoita mhuri na Makanaka
Now ndakura pandiri pakashata
Ndukumboshinga nekunamata
Ndukutsvaga basa asi zviri kuramba
Hwaive hudiki
Zvaive zviroto
Ayehwa zvaive zviroto
Post-Chorus
Hupenyu haufambe sekuronga
Haufambe sekurongaaaaaa
Hupenyu haufambe sekuronga
Haufambe sekurongaaaaaaaa
Hupenyu haufambe sekuronga
Verse 2
Hupenyu haufambe sekuronga
Tsano vaiti zvichaita
Asi zvina kufamba sekuronga
Vaida kuita doctor asi zvakaramba
Tsano vave pastor asi vakaromba
Kupaaridza shoko mubhachi muine mushonga
Hazvinei hazvo Mwari ndovanotonga
Mumoyo ma tsano muzere neronda
Tsano vaitozviita genius sakadungure
Ndaiti semunhu akadzidza zvichaita nyore
Basa arisi kuwanika
Ndaida kuita makanika
Everyday mutonaz ndukumhanyiswa nekanzuru
Bridge
Ayehwa hupenyu
Zvaive zviroto mwanangu
Oh oh hupenyu
Chorus
Ndaiti pandichakura zvichanaka
Ndichararama hupenyu hwakanaka
Ndoita mhuri na Makanaka
Now ndakura pandiri pakashata
Ndukumboshinga nekunamata
Ndukutsvaga basa asi zviri kuramba
Hwaive hudiki
Zvaive zviroto
Ayehwa zvaive zviroto
Post-Chorus
Hupenyu haufambe sekuronga
Haufambe sekurongaaaaaa
Hupenyu haufambe sekuronga
Haufambe sekurongaaaaaaaa
Hupenyu haufambe sekuronga


Comments
No comments yet.